Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu akarwara botsakufa anenge arwara zvakanyanya, zvokusara padikidiki kushaika.
1

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03botso
Botso mutambo unoitirwa kupodza shungu dzomubereki akafa aine chigumbu chikuru nomwana wake.
VerengaSwipe for the next word