Duramazwi · zita
Zvinoreva
Botero inzvimbo yekugara inotsvagwa neanenge atiza kumusha kwake nezvikonzero zvakasiyana-siyana.
1

Botero munhu anenge achisvikirwa nemudzimu.
2

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03botsa
Bosta chiitiko chine kutukana nokurwa mukati.
VerengaSwipe for the next word