Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu aita upoteri anenge aenda kune imwe nyika, adzingwa kana kuti atiza kumusha kwake nechikonzero chehondo kana imwewo njodzi.
1

Mupoteri munhu anobva munyika yake achienda kundohwanda kune imwe, achitiza hondo kana mhosva dzaanenge akapara.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03upristi
priesthood
VerengaSwipe for the next word