Duramazwi · zita
ura
entrails · intestine · bowels
Duramazwi · zita
entrails · intestine · bowels
Chakata.
Ura inhengo yomuviri iri mudumbu inenge chubhu, munofamba nechikafu uye munovazve imo machinogayirwa.
Chakata.
Kurara chaiko ndakati bodo nekuti ndaiona sekuti kana ndikarara ndinenge ndasasika ura hwangu pachitsiga.
Ura mapako hunozvara mbava nemuroyi.
Kana chokudya chichinzi chinobata ura chinenge chichimbokugutsa kwenguva yakareba.

Duramazwi
01 / 03urabvurabvu
Aya marara akaita mafufu kana zvipenga zvitete zvinosara zvakamwararika panenge pavezwa kana kupwanywa chinhu chakaoma senge muti.
VerengaSwipe for the next word