KwaunobvaDuramazwiUuporofita

Duramazwi · zita

uporofita

Zvinoreva

Uporofita kukwanisa kuziva zvakavanzika, zvakaitika, kana zvichaitika.

1

Uporofita kukwanisa kuziva zvakavanzika, zvakaitika, kana zvichaitika.

Uporofita kukwanisa kuziva zvakavanzika, zvakaitika, kana zvichaitika.

Sei pasina kana muporofita mumwe chete akagara afembera kuti kucha-uya mukondombera?

Muporofita akaita bidi kubata nyanga yaiva nomushonga.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

upoteri

Kana munhu aita upoteri anenge aenda kune imwe nyika, adzingwa kana kuti atiza kumusha kwake nechikonzero chehondo kana imwewo njodzi.

Verenga

Swipe for the next word