Duramazwi · zita
upombwe
adultery
Duramazwi · zita
adultery
Mufambiro wevakaipa panyaya dzerudo (adultery).
Mufambiro wevakaipa panyaya dzerudo (adultery).
Chemina imhosva yokuita upombwe nehama yepedo.
Kufeva kuita choupombwe, kana kuti kurara nomunhu wausina kuroorana naye.
Kana munhu akanzi aita choupombwe anenge arara nomukadzi kana murume asiri wake. Mutemo wechinomwe womuBhaibheri unoti usaita choupombwe.
Duramazwi
01 / 03uporofita
Uporofita kukwanisa kuziva zvakavanzika, zvakaitika, kana zvichaitika.
VerengaSwipe for the next word