KwaunobvaDuramazwiCchoupombwe

Zvinoreva

Kana munhu akanzi aita choupombwe anenge arara nomukadzi kana murume asiri wake. Mutemo wechinomwe womuBhaibheri unoti usaita choupombwe.

1

Kufeva kuita choupombwe, kana kuti kurara nomunhu wausina kuroorana naye.

Kana munhu akanzi aita choupombwe anenge arara nomukadzi kana murume asiri wake. Mutemo wechinomwe womuBhaibheri unoti usaita choupombwe.

Zvine chekuita

upombwe

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chousiku

Chousiku chinhu chinoshandiswa nevaroyi usiku, chinoti chikarova munhu chinogona kumurwarisa kana kumuuraya.

Verenga

Swipe for the next word