KwaunobvaDuramazwiUumhombwe

Duramazwi · zita

umhombwe

Zvinoreva

Umhombwe kurara nemunhukadzi kana munhurume zvisiri pamutemo.

1

Pakataurwa mabasa ake eumhombwe akanga ava kungoti sweta sweta sembwa yarumwa nedzimwe.

Mamwe mazwi ane U

U

Swipe for the next word