KwaunobvaDuramazwiUumhondi

Duramazwi

umhondi

manslaughter · murder · murders

Zvinoreva

Umhondi kuva nemweya kana pfungwa dzokuda kuuraya vanhu.

1

Umhondi kuva nemweya kana pfungwa dzokuda kuuraya vanhu.

Umhondi kuva nemweya kana pfungwa dzokuda kuuraya vanhu.

Kunzwa kuti ndaive ndakutoita chivi chehumhondi chaicho.

Uyu munhu anotyisa chose nokuda kwetsika dzake dzeumhondi.

Zvakafanana

ubhinya

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

umhuka

Umhuka kuve netsika dzakaipa dzisingaenderani nezvinotairisirwa kuvanhu uye zvisina kana neunhu hwese.

Verenga

Swipe for the next word