Duramazwi · zita
Zvinoreva
Umhutu kabhururukwa kanowanzoita kunonaya kuchidziirira, kanoruma nekusveta ropa revanhu kana mhuka, zvinogona kukonzera chirwere chemarariya kune dzimwe nzvimbo. Hausi umhutu hwese hwese hunoitisa marariya.
1

Risechi kutsvakurudza umboo hwemamirire anenge akaita zvinhu. Vadzidzi vari kuita risechi yokuti umhutu hunoparadzira zvirwere sei.
Zvakafanana
utunga · kadungirire · mosikito · nhunga
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03umi
Umi muchero womuti unonzi muumi.
VerengaSwipe for the next word