Duramazwi · zita
Zvinoreva
Umhuka kuve netsika dzakaipa dzisingaenderani nezvinotairisirwa kuvanhu uye zvisina kana neunhu hwese.
1

Hatichisina makwai nokuti ose akapumhuka adzingirirwa nembwa dzokwaChikwari.
Bhurura chipuka chinenge nhunzi, chinoruma, chichikonzerazvirwere kumhuka nevanhu.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03umhutu
Umhutu kabhururukwa kanowanzoita kunonaya kuchidziirira, kanoruma nekusveta ropa revanhu kana mhuka, zvinogona kukonzera chirwere chemarariya kune dzimwe nzvimbo. Hausi umhutu hwese hwese hunoitisa marariya.
VerengaSwipe for the next word