Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ubhurutu kuva munhu akapusa anenge akavhiringidzika musoro.
1

Kana munhu achinzi ane ubhurutu anenge aine utsinye kune vamwe vanhu.

2

Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03ubvunyu
Kuti ubvunyu kudambuka zvinyoronyoro kwechinhu chichibva pane chimwe. Kana nyama yaibvisa unongoti ubvunyu kubvisa pabhonzo.
VerengaSwipe for the next word