Duramazwi · zita
upenzi [ubenzi]
ubwarara
Duramazwi · zita
Upenzi maitiro emunhu ane pfungwa dzisingatori zvakanaka.
Upenzi maitiro emunhu ane pfungwa dzisingatori zvakanaka.
Upenzi maitiro ekusakwana kana okungozhangarika.
Upenzi hwake hwakamuita kuti atukane naambuya akadhakwa.
ubwarara
Duramazwi
01 / 03upepe
Upepe ibvudzi kana minhenga yakarongwa, zvokuti inogona kurara yakatevedza musoro zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word