Duramazwi01 / 03upfumi [ufumi]Kana munhu achinzi ane upfumi anenge ane zvipfuyo, midziyo kana mari nezvimwewo zvakawanda.Verenga→
Duramazwi02 / 03upfunhambuyaUpfunhambuya imvura inonaya iri nhete, inenge isingaiti dzvotsvoma.Verenga→