Duramazwi · zita
Zvinoreva
Izvi ndezvose zvingadiwa navanhu kuti upenyu hukwanise kuenderera mberi nenzira yakareruka.
1
Izvi ndezvose zvingadiwa navanhu kuti upenyu hukwanise kuenderera mberi nenzira yakareruka.
Paimba panonakidza kuita mabasa kana paine zvikwanisiro.
Kana munhu ari parusasano anenge ari panguva yokufara achiwana zvikwanisiro zvokuita zvose zvaafunga.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zvikwata
marauder
VerengaSwipe for the next word