KwaunobvaDuramazwiZzvikuru

Duramazwi

zvikuru

abundantly · awesome · bitterly · dearly · drastically · enormously · exult · immensely · infinitely · Major · much · outstandingly · particularly · profoundly · quite · radical · radically · richly · severely · sharply · sorely · specially · supremely · tremendously · considerable · considerably · greatly · highly · largely · mostly · notably · substantially · very

Zvinoreva

Kana chinhu chakaiitwa zvikuru chinenge chakaitwa zvakanyanya.

1

Kana chinhu chakaiitwa zvikuru chinenge chakaitwa zvakanyanya.

Vairatidza kuti vaive vabatikana zvikuru nenhau yemvura yandaive ndapiwa.

Ndaida zvikuru kuti ukure uzondichengetawo sekutaura kwako but zvaramba.

Chero ivo Sabhuku vakaratidza kuvhunduka zvikuru ndakuvaudza nezvenhamo nekuti zvehurwere vaive vasina kumbozvinzwa.

Zvakafanana

chaizvo · zvomene · chose · zvikurutu

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zvikwanisiro

Izvi ndezvose zvingadiwa navanhu kuti upenyu hukwanise kuenderera mberi nenzira yakareruka.

Verenga

Swipe for the next word