Duramazwi
chaizvo
delighted · desperately · exceptionally · extremely · hotter · indeed · keenly · markedly · very · exactly · precisely · quite · really

Iri izwi rinoshandiswa kuratidza kuti zvinhu zvaitwa kusvika pakuperevedza. Baba namai vakafara *chaizvo* vaona kukunda kwandakaita muzvidzidzo zvangu zvose.

Vakanyatsoziva kuti zvavaifungora zvaive izvo chaizvo kuti zvinhu zvaive zvisiko.
Vaida kupukuta misodzi asi vaishaya kuti vobata payi chaizvo nekuti painge pakatsviwa.
Aifara chaizvo kuti baba vake vaenda agozowana full time naBaTakue.
Duramazwi
01 / 03chaizvoizvo
absolutely
VerengaSwipe for the next word