KwaunobvaDuramazwiKkwazvo

Duramazwi

kwazvo

blaze · exceeding · exceedingly · finer · furiously · grievously · intensely · loudly · passionately · really · solemnly · thoroughly · sore

Zvinoreva

Ichi chidudzirachiito chinoratidza kuti zvinhu zvaitwa zvizhinji kana zvakanyanya.

1

Ichi chidudzirachiito chinoratidza kuti zvinhu zvaitwa zvizhinji kana zvakanyanya.

Anotamba nhabvu kwazvo.

Muchikomo ichi munezve mumwe muti mukuru kwazvo womuunze wakazendamirana neibwe.

Akamboedza kwazvo kutsvaga dombo riye rakanga ranzi ndiro sasa reninga ndokubva ashaya.

Zvakafanana

chaizvo · chose · zvikuru

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwazvu

Kuti kwazvu kubvisa nyama painenge yakabatira pagodo.

Verenga

Swipe for the next word