KwaunobvaDuramazwiKkwazvakarehwa

Duramazwi · zita

kwazvakarehwa

Zvinoreva

Kana vanhu vaenda kwazvakarehwa vanenge vaenda kunzvimbo yemafaro.

1

Hoo-o, uri kutsvaka vamwe vako?

Vatoenda kwazvakarehwa.

Kana vanhu vaenda kwazvakarehwa vanenge vaenda kunzvimbo yemafaro.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word