KwaunobvaDuramazwiKkwazisa

Duramazwi · chiito

kwazisa

greet

-mhoresa

Zvinoreva

Kukwazisa munhu kumuchingamidza kuti umubvunze upenyu.

1

Kukwazisa munhu kumuchingamidza kuti umubvunze upenyu.

Vamhofu vakabuda mubedroom kwave kumukwazisa mwana ndokubva vabuda havo voenda kwavaienda.

Ndakavakwazisa hangu ndokubva ndavaudza kuti ndiri mwana wemunin'ina wamai Noku akashaika.

Vairatidza kuti vaive vatogeza vatochinja kuratidza kuti vaive vakuda kutoenda ndichibva ndavakwazisa.

2

Kufarisa.

Zvakafanana

-mhoresa

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwazvakarehwa

Kana vanhu vaenda kwazvakarehwa vanenge vaenda kunzvimbo yemafaro.

Verenga

Swipe for the next word