KwaunobvaDuramazwiMmhoresa

Duramazwi

mhoresa

-kwazisa-simbisa-ona-farisa

Zvinoreva

Kumhoresa kutambanudza ruoko kumunhu nekumubvunza upenyu, kana kuti kungobvunza munhu upenyu wakamira kana uchipfuura. Andimhoresa nemaoko maviri achiratidza kufara kukuru.

1

Kumhoresa kutambanudza ruoko kumunhu nekumubvunza upenyu, kana kuti kungobvunza munhu upenyu wakamira kana uchipfuura. Andimhoresa nemaoko maviri achiratidza kufara kukuru.

Maitakue Havana kumhoresa mumwe wavo vakatoramba vachifamba vakatarisa kuside.

Ndakavamhoresa vese namama mai Sipho ndichibva ndatomhanya upstairs kunogeza.

Vainge vongomhoresa Tadiwa chete sezvo vainge vomuona sasahwira wavo pakupandukira Mai vake.

2

Kana ukanzi undomhoresa vanhu kwauri kuenda unenge uchitotumwa kuti undovafarisa.

Zvakafanana

-kwazisa · -simbisa · -ona · -farisa

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word