Duramazwi
mhoro
hi · Hello
kwaziwa
Duramazwi
hi · Hello
Iri izwi rinoshandiswa pakukwazisa kana kutambira munhu mudiki kwauri kana wezera rako.
Iri izwi rinoshandiswa pakukwazisa kana kutambira munhu mudiki kwauri kana wezera rako.
Kuti "hesi" izwi rechimanjemanje rinoreva "mhoro".
Iri izwi rinoshandiswa kureva mazwi kana ndevo dzichangopinda mumutauro weChiShona. Kuti "hesi" izwi rechimanjemanje rinoreva "mhoro".
kwaziwa
Duramazwi
01 / 03mhorodzi
Mhororodzi.
VerengaSwipe for the next word