KwaunobvaDuramazwiHhevo

Zvinoreva

Tinoshandisa hevo kutaridza kubvuma zvatanzwa kana zvatanzi tiite.

1

Kana munhu achiti hevo anenge achimhorosana neumwe.

2

Zvakafanana

evo · ewoni · kwaziwa · mhoro

Zvakasiyana

nyangwe

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hevoka

Tinoshandisa hevoka kuchenjedza munhu panjodzi inenge ichida kumuwira.

Verenga

Swipe for the next word