Duramazwi
Zvinoreva
Tinoshandisa heva kutaridza kuti tabvumira munhu kuita zvaanenge akumbira.
Kuheva uswa kuucheka uchishandisa sikiri kana umwewo mudziyo wekuchekesa.

Amai Zvauya: Heya zvino uku kusvibirwa kwamaita uku?
Kana munhu akati heya anenge achida kukutaridza kuti haanei nezvichaitika kwauri kana ukaramba kuteerera yambiro yake.

Heya, bva ita tione.

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03heyapini
Heyapini kasimbi kakakombama kanoshandiswa kubata bvudzi kuti ritaridzike zvaunoda.
VerengaSwipe for the next word