KwaunobvaDuramazwiHhezvo

Duramazwi

hezvo

Zvinoreva

Kuti hezvo kutaridza kushamisika nechiitiko chawanga usingatarisiri kuti chinga-itika panguva iyoyo.

1

Kuti hezvo kutaridza kushamisika nechiitiko chawanga usingatarisiri kuti chinga-itika panguva iyoyo.

Vatete: Hezvo, maida kuti timhanye-mhanye kuti nhumbu urwere here hunonzi tikanonoka munhu anofa?

Hezvo zvauri vatete wakagoregerei mwana achiita mutangatsapi dzokono wozoita zambuko ramadzvinyu ose mhedzisiro yazvo merei churu chetsvina?

Takamuti hande kumba, iye akati nharo _kiringindi_, hezvo akazosara akapondwa.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hi

Kudaidza nenzira yeruremekedzo.

Verenga

Swipe for the next word