KwaunobvaDuramazwiHhi-i

Duramazwi

hi-i

Zvinoreva

Kuti hi-i kutaridza kunzwira mumwe munhu urombo padambudziko raitika kwaari.

1

Hi-i, zvino hauna kukuvara?

Kuti hi-i kutaridza kunzwira mumwe munhu urombo padambudziko raitika kwaari.

Kuti hi-i kukusvidzira kuti vanhu kana mhuka dzirwe.

2

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hicha

Kuti hicha kubvuta chinhu zvine simba.

Verenga

Swipe for the next word