KwaunobvaDuramazwiHhi

Duramazwi

hi

Zvinoreva

Kudaidza nenzira yeruremekedzo.

Kuti hi kutsiga munhu zvinhu zvinorema mumusoro wake.

Kuti hi izwi kupindura kwemunhu anenge adaidzwa asi iye akarivara kana akabatwa nehope.

1

Kudaidza nenzira yeruremekedzo.

Kuti hi-i kutaridza kunzwira mumwe munhu urombo padambudziko raitika kwaari.

Kuti hii hi kuchema kwemunhu asingadudzi mazwi sezvinowanzoita vana vaduku.

Kuti hi izwi kupindura kwemunhu anenge adaidzwa asi iye akarivara kana akabatwa nehope.

2

Kuti hi kutsiga munhu zvinhu zvinorema mumusoro wake.

Kuti hi-i kutaridza kunzwira mumwe munhu urombo padambudziko raitika kwaari.

Kuti hii hi kuchema kwemunhu asingadudzi mazwi sezvinowanzoita vana vaduku.

Kuti hi izwi kupindura kwemunhu anenge adaidzwa asi iye akarivara kana akabatwa nehope.

3

Kuti hi hi hi ruzha uye kuita sokufenda kunoitwa nemunhu kana oda kumukirwa neshavi kana kubudirwa.

Kuti hi kutsiga munhu zvinhu zvinorema mumusoro wake.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hi hi hi

Kuti hi hi hi ruzha uye kuita sokufenda kunoitwa nemunhu kana oda kumukirwa neshavi kana kubudirwa.

Verenga

Swipe for the next word