KwaunobvaDuramazwiRraiti

Duramazwi

raiti

Zvinoreva

(manje) Kana munhu achiti ari raiti anenge achireva kuti anofara.

Kuti raiti kuratidza kuti zviri kutaurwa kana kuitwa ndizvozvo.

1

Ndiri raiti. Kanjani iwe?

Bheura raiti kweshe kweshe richirodzerwa paruware.

Kuti raiti kuratidza kuti zviri kutaurwa kana kuitwa ndizvozvo.

2

Kuti dzedu kuruma kwekugudura chinhu. Gudo rakaisa ipwa mumukanwa maro richibva raiti dzedu kamwe chete.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

raitin'i

Raitin'i yemunhu rwunyoro rwake.

Verenga

Swipe for the next word