Duramazwi
-bhadharisa-faindisa
Zvinoreva
Kuripisa munhu kumuita kuti abvise mari kana chimwe chinhu, achipa mumwe waakatadzira senzira yokumutsiva. Sezvo n'ombe dzakadya munda wavaridzi, ishe ari kukuripisa masaga mashanu.
1
Kuripisa munhu kumuita kuti abvise mari kana chimwe chinhu, achipa mumwe waakatadzira senzira yokumutsiva. Sezvo n'ombe dzakadya munda wavaridzi, ishe ari kukuripisa masaga mashanu.
Kufaindisa munhu kumuripisa mari sechirango chemhosva yaanenge apara.
Kuregerera munhu apara mhosva kuregedza kumuripisa kana kumutonga.
Bamburo imari inotaurwa natezvara yokuripisa mukwasha achiroora.
Zvakafanana
-bhadharisa
Zvine chekuita
-faindisa
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ripisitiki
lipstick
VerengaSwipe for the next word