KwaunobvaDuramazwiBbhadharisa

Duramazwi

bhadharisa

chaja-ripisa

Zvinoreva

Kana ukabhadharisa munhu unenge watema mutengo wechinhu chaari kuda.

1

Kana ukabhadharisa munhu unenge watema mutengo wechinhu chaari kuda.

Chipfambi itsika yekurara nevanhu vakawanda, kazhinji uchivabhadharisa mari.

Kana ukabhadharisa munhu unenge watema mutengo wechinhu chaari kuda.

Pfambi mukadzi anorara nevarume vakawanda, achivabhadharisa mari.

2

Kubhadharisa munhu kumuita kuti aripe mhosva yaanenge apara.

Zvakafanana

chaja · -ripisa

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhadhisa

Kubhadhisa mombe kuidimbura tsinga dzemachende anofamba neurume ichiri diki kuitira kuti izokura yava ngavi.

Verenga

Swipe for the next word