KwaunobvaDuramazwiBbhachi

Duramazwi · zita

bhachi

cape · coat · jacket · jacket; coat

jaketi

Zvinoreva

Bhachi ihanzu inopfekwa pamusoro pehembe kana juzi semucheno kana kuti kuvharira chando.

1

Bhachi ihanzu inopfekwa pamusoro pehembe kana juzi semucheno kana kuti kuvharira chando.

Zvakanaka chose kukoshesa kodzero dzevanhu asi munhu asina unhu anozongofanana nechitsiga chakapfekedzwa bhachi.

Bhachi ravo rakanga rakati ------- kusviba.

Tora kana bhachi riya rawanga uchida.

Zvakafanana

jaketi

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word