Duramazwi
Zvinoreva
(nhanha) Bhabhu izwi rinoshandiswa kumwana mudiki uchimudaidza kuti auye uzomubereka kumusana.
1
(nhanha) Bhabhu izwi rinoshandiswa kumwana mudiki uchimudaidza kuti auye uzomubereka kumusana.
Chinyara zvako, mwanangu.
Uya bhabhu tiende kumagirosa.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhachi
cape
VerengaSwipe for the next word