Duramazwi · chiito
bhadhara
payoff · pay
Duramazwi · chiito
payoff · pay
Kana uchibhadhara unenge uchibvisa mari kana zvimwewo zvinenge zvarehwa kuti uwane chaunenge uchida.
Kana uchibhadhara unenge uchibvisa mari kana zvimwewo zvinenge zvarehwa kuti uwane chaunenge uchida.
Vakatobhadhara kwave kubva vatanga kufamba havo voenda.
Zvokumbopota ndichishanda kumapurazi zvinom-ndibatsira kubhadhara mari dzechikoro.
Kana uchiti zvauri kuita zvinobhadhara zvinoreva kuti uri kuwana zvinobatsira kubva pazviri.
Zvino ndava kurima donje nokuti rinobhadhara fani.
-ripa
Duramazwi
01 / 03bhadharika
payable
VerengaSwipe for the next word