Duramazwi
ripa
compensate
Duramazwi
compensate
Kuripa kubvisa mari kana mubhadharo wokupa mumwe wawakakanganisira.
Kuripa kubvisa mari kana mubhadharo wokupa mumwe wawakakanganisira.
Badza guru ipa murimi, kuripa simbe inovata naro.
Mushure mechinguva Jinda riya rakasimukazve rikati mushonga wengozi kuripa.Vamwe vanhu vakazobvumirana naro.
Chechina: Kuripa sekutarwa kwazvinenge zvaitwa nemunhu atadzirwa Chechishanu: kutenda kuregererwa mhosva yakakura kudai.
Kubhadhara.
Duramazwi
01 / 03ripira
Kana munhu achiripira mumwe anenge achimubhadhara zvinhu zvaakamukanganisira. Kuti usatanda botso, ripira amai vako kuvatuka kwawakaita.
VerengaSwipe for the next word