Duramazwi03 / 03ripiraKana munhu achiripira mumwe anenge achimubhadhara zvinhu zvaakamukanganisira. Kuti usatanda botso, ripira amai vako kuvatuka kwawakaita.Verenga→