Duramazwi02 / 03ripiraKana munhu achiripira mumwe anenge achimubhadhara zvinhu zvaakamukanganisira. Kuti usatanda botso, ripira amai vako kuvatuka kwawakaita.Verenga→
Duramazwi03 / 03ripisaKuripisa munhu kumuita kuti abvise mari kana chimwe chinhu, achipa mumwe waakatadzira senzira yokumutsiva. Sezvo n'ombe dzakadya munda wavaridzi, ishe ari kukuripisa masaga mashanu.Verenga→