KwaunobvaDuramazwiNnini

Zvinoreva

Kana uchiti nini unenge uchibvunza nguva yakaitika kana ichaitika zvirongwa kana zviitiko zvinenge zviripo.

1

Zvakafanana

rini

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ninika

Kuninika kudzingwa kwenhunzi nemaoko kana nemuswe wemhuka.

Verenga

Swipe for the next word