KwaunobvaDuramazwiAapo

Duramazwi

apo

where · while · there · when

Zvinoreva

Izwi iri rinoshandiswa kuratidza nguva yakaitika chinhu mushure mokunge chimwezve chinhu chaitika.

Tinoshandisa apo tichitaura nezvenzvimbo iri kure.

1

Izwi iri rinoshandiswa kuratidza nguva yakaitika chinhu mushure mokunge chimwezve chinhu chaitika.

Vana vose vakafara apo vakazomuona mukuru wechikoro.

Vakasangana naDebra ari muberere apo landlady vepamba pavaigara vakabva vasvika.

Mamoyo akabva aona baTakue apo Tadiwa aive akarara pachest pavo vachiona film.

2

Tinoshandisa apo tichitaura nezvenzvimbo iri kure.

Hembe dzavo dzakiirwa panze apo imba iyi yainge isina window ringa risina mabuglars.

Tanaka akatovhundukawo nekamubudiro kava kaita apo vainge vakapfeka kabhurugwa chete.

Tadiwa aichema zvisingaite apo aiziva kuti amai vake vainge vadzoka zvino aizoendepi.

Mamwe mazwi ane A

A

Swipe for the next word