Duramazwi · chiito
pi
which
Duramazwi · chiito
which
Tinoshandisa -pi kana tichibvunza mubvunzo wenzvimbo inenge ichirehwa nemunhu. Wakamuonera kupi musikana uyu?
Iri idzitsi rechinan'anuri chinoshandiswa kubvunza anenge ari kutaurwa wacho.
Kuti pi kudonhera pasi kunoita chinhu chisina kunyanya kukura.

Cherechedza kuti Chinan'anuri chine dzitsi /-pi/ chinowanzoshandiswa pamibvunzo.
Kuti pi-i kuridza bhera kunoita bhazi, mudhudhudhu kana motokari.

Kuti pi pi ruzha runoitwa nebhero remotokari.
-ri
Duramazwi
01 / 03pi-i
Kuti pi-i kuridza bhera kunoita bhazi, mudhudhudhu kana motokari.
VerengaSwipe for the next word