KwaunobvaDuramazwiIIzvo

Duramazwi

Izvo

whereto · which

Zvinoreva

Ichi chiratidzakure chemupanda 8.

1

Ichi chiratidzakure chemupanda 8.

Izvo zvidhina zvakatengwa nababa.

Kana chaive chipoko or nyoka ndezvake izvo ndaive ndisisina kana basa naye ini.

Vakanyatsoziva kuti zvavaifungora zvaive izvo chaizvo kuti zvinhu zvaive zvisiko.

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

izvozvi [izvezvi]

Kana munhu achiti izvozvi anenge achireva nguva yakare iyoyo yaanenge achitaura.

Verenga

Swipe for the next word