KwaunobvaDuramazwiIizwi

Duramazwi · zita

izwi

term · tone · voice · word · word; voice

Zvinoreva

Izwi i-shoko rimwe chete rinobuda pane-nge pachitaura munhu.

1

Izwi i-shoko rimwe chete rinobuda pane-nge pachitaura munhu.

Tanaka akauya hake achimhanya sezvo ainzwa izwi radadie vake kuti raive richimhanya mhanya.

Zvekuti paakada kuburitsa izwi vakabva vabuda havo murooom macho.

Mandidaidza here?" Izwi rakamupindura raiva raamai vake.

2

Izwi mabhii nemavara anonyorwa akabatana mumutsetse akapatsanurwa kune mamwe.

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

izwi guru

Kana munhu achinzi ane izwi guru anenge achitaura zvinonzwika kure.

Verenga

Swipe for the next word