Duramazwi · zita
Shoko
message · monkey
Duramazwi · zita
message · monkey
Shoko mutupo wevanhu vanotora tsoko semhuka yavanoeresa.
Izwi raunotaura.
Shoko mutupo wevanhu vanotora tsoko semhuka yavanoeresa.
VaMabvura vakatapa shoko riya nomufaro mukuru ndokurizevezera munzeve dzaKufakunesu.
Kusvitsa shoko rerufu kana kubata maoko munhu achinge afirwa kune maitirwo akunoitwa.
Mamwewo mazuva vaidzoka masikati vasina hasha kana shoko nomunhu.
VaMabvura vakatapa shoko riya nomufaro mukuru ndokurizevezera munzeve dzaKufakunesu.
Mamwewo mazuva vaidzoka masikati vasina hasha kana shoko nomunhu.
Kana veukama vachinge vanzwa shoko iri vanomhanyidzana kuenda kunokuta hama yepedyo yasiiwa iyi.
Izwi raunotaura.
Mamwewo mazuva vaidzoka masikati vasina hasha kana shoko nomunhu.
Unotarisirwa kuti: Anotidaishe naRutendo vakapinda munzira zuva rovira vomhanyira kwaive kwasvikira shoko rerufu.
Saka yainyanya kushandiswa munharaunda yainge iri pedyo iyo yaigona kuti vanhu vanoda kusvitswa shoko varinzwe zvisina dambudziko.
Shoko izwi raunotaura nemuromo wako.
Shoko mazwi aunotaura kana pane zvaunoda kuzivisa vamwe.
Shoko mazwi anotaura nezvaMwari akanyorwa muBhaibheri, uye anoparidzwa mudzisvondo.
bhuyo · nzwi
maidei · shokorana
Duramazwi
01 / 03shokora
Kana uchishokora unenge wakaisa zviyo kana mhunga muduri, uchitswa kuti hundi ibve.
VerengaSwipe for the next word