Duramazwi · zita
nhau
coverage · news
nyuzi
Duramazwi · zita
coverage · news
Nhau mashoko kana nyaya yezvaitika, zvakaitika kana zviri kuitika.
Nhau mashoko kana nyaya yezvaitika, zvakaitika kana zviri kuitika.
Chandakangofarira hangu yaive nhau yekuti aive achinja asisina kupfeka uniform.
Nhau yacho ndaive ndanyatsoiziva Saka ndakatoziva kuti ndaive ndarongerwa.
Kutaura chokwadi apa ndakafara nekuti nhau yechikoro ndiyo yaive yagara ichindistresser.
nyuzi
Duramazwi
01 / 03nhaura
Kana munhu apihwa nhaura nemombe yakamufuratira, anenge abanhwa zvakasimba.
VerengaSwipe for the next word