KwaunobvaDuramazwiNnhaura

Duramazwi · zita

nhaura

Zvinoreva

Kana munhu apihwa nhaura nemombe yakamufuratira, anenge abanhwa zvakasimba.

1

Kurova nhaura kugwinha-gwinha kwemhuka yava kufa.

Kana munhu achitanhaura nzungu anenge achidzibvisa padzinde radzo.

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word