KwaunobvaDuramazwiNnhaurwa

Duramazwi · zita

nhaurwa

verbal · speech

Zvinoreva

Nhaurwa musoro wenyaya iri mudariro.

1

Nhaurwa musoro wenyaya iri mudariro.

Nhaurwa inofanira kuva nemusoro unotaura kuti ichataurwa nani uye pagungano rakaita sei.

Kuti nhaurwa yako ikwanise kuisa zvakakosha mairi panofanira kuva nechinangwa chenhaurwa iyi.

Nhaurwa inotangisa nokucherechedza huvepo hwevanhu vauya pagungano iri zvichienderana noukuru hwavo.

2

Nhaurwa ihurukuro yakanangana nomusoro unenge uri mudariro.

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word