KwaunobvaDuramazwiNnhaurirano

Duramazwi · zita

nhaurirano

conversation · negotiation · dialogue · negotiations

chinyeperanochibhuyirano

Zvinoreva

Iyi ihurukuro inoitwa nevanhu vachipindurana kana kukurukurirana.

1

Iyi ihurukuro inoitwa nevanhu vachipindurana kana kukurukurirana.

Dhibheti inhaurirano ine kukakavadzana kwemapoka maviri, anenge achitaura nezvemusoro wenhaurirano uripo.

Chironzo ipfungwa ine musoro inotaurwa munhaurirano.

Kana uchikazha panhaurirano inenge iri mudariro, unenge uchingotaura zvikuru zvacho, zvimwe zvizhinji uchisiya.

Zvakafanana

chinyeperano · chibhuyirano

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhauro

Nhauro inyaya inotaurwa kuvazhinji pachena.

Verenga

Swipe for the next word