Duramazwi · zita
Nhava
woven carrying bag
Duramazwi · zita
woven carrying bag
Nhava inzvimbo inogara nhurikidzwa dzehari, ndiro nemigomo yemvura mumba yekubikira.
Nhava inzvimbo inogara nhurikidzwa dzehari, ndiro nemigomo yemvura mumba yekubikira.
Usatsvaga nhava muuswa iro sora ratsva.
Nhava yebenzi haitani kusakara.
Pavakangomurambidza kutaura padare akabva angoti nhava dzake ware ware ndiye tande akananga kumba kwake.
Nhava kahomwe kanorukwa nemakavi akasukutwa
Duramazwi
01 / 03nhavani
nekukoswa, kanochengeterwa hove kana mbuva.
VerengaSwipe for the next word