KwaunobvaDuramazwiNnhavani

Zvinoreva

nekukoswa, kanochengeterwa hove kana mbuva.

1

nekukoswa, kanochengeterwa hove kana mbuva.

Kavanzi kakwenzi kanoita nhavani dzakawanda nemashizha mashoma, kanowanzomera sesora munzvimbo dzinenge dzarimwa.

Mhaswa inhavani dzakawanda dzinobva pachikwenzi kana chirimwa chimwe chete. Muriwo wemumhodzi unoita mhaswa dzakawa-nda chaizvo.

Zvakafanana

chitava

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhavatava

Nhavatava munhu asingavimbiki, nekuti maitiro ake anenge asina chokwadi mukati.

Verenga

Swipe for the next word