KwaunobvaTsumoUnhuNhava yebenzi haitani kusakara.

Tsumo · Unhu

Nhava yebenzi haitani kusakara.

Zvinorehwa

Kana munhu asingabati zvinhu zvake nenzira kwayo hazvitori nguva huru zvisina kusakara.

What it means

Someone who does not look after their belongings properly finds they wear out quickly.

Word for word

A fool's woven bag is easily torn.

Dzimwe tsumo dzeunhu

Dzose

Tsumo · Unhu

01 / 03

Chivendekete anoseka chimedure.

What it means

A person doing wrong often likes pointing at others' faults without considering their own.

Verenga

Swipe for the next proverb