KwaunobvaTsumoUnhuRega kubvunza nyama kuti ndeyokugocha ive muto uchiuona.

Tsumo · Unhu

Rega kubvunza nyama kuti ndeyokugocha ive muto uchiuona.

Zvinorehwa

Kunenge kuri kusafunga zvakanaka kana munhu achibvunza kuti chinhu chaitika sei iye achinyatsoona chinenge chakonzera kuitika kwacho. Zvinganyadza kana munhu akabvunza kuti, 'Pane rufu here pano?' iye achiona vanhu vachichema vari paguva.

What it means

It is thoughtless to ask how something happened when you can clearly see for yourself what caused it; it would be embarrassing to ask 'has someone died here?' while watching people mourning at a grave.

Word for word

Do not ask whether the meat is roasted when you see it is in the gravy.

Dzimwe tsumo dzeunhu

Dzose

Tsumo · Unhu

01 / 03

Chirema ndechina mazano chinotamba chakazendama kumadziro.

What it means

Everyone knows they have some flaw, in body or mind, in how they behave, so they should be careful not to be laughed at or fail in life because of it.

Verenga

Swipe for the next proverb